Dimba

Kubva Wikipedia
  • Dimba (1. Door which is solid, 2. Doorway, 3. Doorsill, 4. threshold).
  • Dimba (To find by chance). Ndadimba churu chine hohwa hwehuvhe.
  • Dimba reMupunga kana doro remupunga (1.Rice field, 2. Tsenza plot, 3. Cultivated riverside land).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chewa neMang'anja vanoti dimba kana madimba (alluvial soil on the bank of a stream).
  • Kimbundu vanoti dimba kana madimba (n. danger, hazard, risk, peril).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.