Svetuka kuchirochemo

Tarabanze

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti Tarabanze kana darabanze riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi demography kuEnglish izvi zvichireva nhamba dziri maererano nevanhu vanogara mubanze. Nhamba idzi dzinosanganisira huwandu hwevanhu nemazera avo; mari yavanowana pagore; dzidzo yakakasvika; marudzi evanhu; chinamato chavanotevedza; huwandu mumhuri zvichingodaro.

Zvinotariswa neTarabanze

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaGikuyu vanoti kotara (to enumerate).
  • VaGikuyu vanoti otari (enumeration).
  • VaGiryama vanoti kutala (v. to number; to add up, to count).
  • VaGiryama vanoti mutalo (n. a reckoning).
  • VaGiryama vanoti talo (n. counting, number).