Svondo (musi)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Svondo ndiwo musi wekutanga wevhiki rinoreverwa nemuvhuro. KumaKristu mazhinji Svondo ndiro zuva rokuenda kuKereke uye izuva rekuzorora.

Kana kuchitevedzwa chinamato chemaJudah, Mugovera ndiwo Sabata kwete Svondo.