Svetuka kuchirochemo

Spento

Kubva Wikipedia

Spento (Chiitari: Spentone) akanga ari habhadhe we Farifa achitevera uhabhadhe hupfupi-pfupi hwe Nordepert muna 888.[1]  Pakarepo segore rakatevera (889), akatsiviwa na Vitalisi , dzimwe nguva aionekwa semumiriri habhadhe.[2]  Munguva pfupi yekugara kwake anonzi akawana nzvimbo dzakawanda dze habhadhe.

Mashoko ashandiswa:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Habhadhe (abbot kuChispeini, abades Chiputukezi) shona irikutodza Chiputukezi nekuti yagara ichitora mashoko kubva kuChiputukezi.
  • Farifa (farfa)

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Marios Costambeys, Power and Patronage in the Early Medieval Italy: Local Society, Italian Politics, and the Abbey of Farfa, c.700–900 (Cambridge: 2007), 162n. The period from 883 to 919 in the history of Farfa is exceedingly obscure.
  2. Marino Marini, Serie cronologica degli abati del monastero di Farfa: Dissertazione epistolare (Rome: 1836), 13–14.