Farifa Habhadhe

Kubva Wikipedia

Farifa Habhadhe (Chiitari: Abbazia di Farfa; Chiputukezi: Abadia di Farfa) kana Habhadhe ye Farifa iteritori ye habhadhe iri kumaodzanyemba kweRazio, pakati peItari. Ndiyo imwe re mahabhadhe ane mukurumbira muYuropu. Iyo ndeye Benedictine Order uye inowanikwa makiromita makumi matanhatu kubva kuRhoma, munharaunda ye Fara Sabina, iyo iriwo hamlet (Chiitari. frazione ).

Felice Giacomo Vitale ndiye aive muridzi wekare akatengesa Habhadhe Farifa kuna Count Volpi. (Vitale aive gweta rinozivikanwa muRhoma Turn ye zanagore rechi 20). Aiva muridzi mumwe chete we villino Vitale muVia dei Gracchi, Rhoma).

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]