Svetuka kuchirochemo

Sindire sezita

Kubva Wikipedia

Sindire izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe Malawi neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Kumbirai Sindire; Mastina Sindire; Sindire Edgar, Sindire Luwanga.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Djimini vanoti sinndire (n. drunkenness).