Shora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Strohräder.jpg

Shora (kureva pale yellow; straw coloured) rinoreva chinhu chine ruvara kana bvute yeruvara rwe huroro.

  • Mamwe maduramazwi anoturikira shora achiti:
  • Mombeshora rikava zita remhuri.
  • Banga shora.
  • Chinhu chishora.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mavara[chinja | edit source]

  • Shava (light brown, reddish).

Mitauro ye Chibantu[chinja | edit source]

Tarisai futi:[chinja | edit source]