Shangazi sezita
Mataridziko
Shangazi izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Mary Shangazi; Betty Shangazi; Nakunda Shangazi; Mammy Shangazi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.