Sekuru Hanzvadzi yaAmai

From Wikipedia
(Redirected from Sekuru hanzvadzi yaamai)
Jump to navigation Jump to search

Patsika dzeChiShona hanzvadzi yaAmai anonzi sekuru; sekuru ava munhu wekuti mwanakomana anokwanisa kusununguka navo pakutaura nyaya dzake asinganyare.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pakutaura kwemimwe mitauro yeBantu zita raSekuru Hanzvadzi yaAmai rinodaidzwa sokuti ndiAmai vechirume.