Mukutsirani
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuSanyina)
Shoko rokuti mukutsirani (partner or co-operator) rinotaura munhu waunoshandidzana naye pabasa riri kutaurwa nezvaro. Vatauri vechiManyika vanoti sanyina - ichi chivakashure chichibudazve pamazwi anoti mukadzinyina, mukwanyina, mukwashanyina, hwananyina .
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaKikuyu vanoti mukwatani kana akwatani pakuwanda (n. partner) vachireva mukutsirani.
- VaKikuyu vanoti okwatani (n. partnership). Mamwe mazwi; kokwatani (to enter into partnership).
- Uyo Ibibio vanoti nnyin (possess pron: we, us, our).
- Dinka inoti nyin (n. kind, like another) - fananidzai nokuti mukadzinyina kana mukuwashanyina?