Rweri sezita
Mataridziko
Rweri izita remhuri rinowanikwa muUganda.
- Vanhu vane zita iri: Pius Rweri; Ash Rweri.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.