Rushinga
Mataridziko
- Rushinga, Zimbabwe (Rushinga District) idunhu riri kuMaodzanyemba kweMashonaland Central, Zimbabwe.
- Rushinga rwePfungwa (Restlessness, impatience) apa kureva kusagadzikana mupfungwa kana mumoyo - kazhinji kunoitika kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaWanga vanoti olushinga (hair of a cow’s tail; noose made from hairs of a cow's tail, for catching quail, etc) vachireva uzande hwemuskwe wemombe.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |