Svetuka kuchirochemo

Ngano

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuRungano)

Rungano (kuChingezi: folklore; fantasy; fable) kana ngano (pakuwanda futi) inyaya dzinotaurwa kuvana vadiki nechinangwa chekudzidzisa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti ngano (story, fable, riddle) ndiro rimwe kuDigo neShona.
  • VaSwahili neVaGiryama vanoti ngano (story, fable, riddle) kureva ngano.
  • Vatauri veLuwanga vanoti olukano (story, fable).
  • VaZigula vanoti lugano (n. folktale) zvichireva rungano.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]