Rukanya sezita
Mataridziko
Rukanya izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Iluba Rukanya; Pius Rukanya.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kinande inoti olukanyayira (n. immense heat, radiance, harsh light).