Rudzindi rwemweya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Rudzindi rwemweya ifosi pakati pemutumbi uri kutekaira nemhepo iri pedyo nemutumbi uyu. Sokuti rudzindi rwemweya rwunowakikwa pandege inenge ichi bhururuka kana muchovha uri kutekaira. Fosi iyi inozivikanwa nezita rekuti drag or air resistance kuEnglish uye inokwanisa kuzivikanwa nezita rekuti gwesho remweya (air resistance).