Talk:Rudzindi rwemweya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ndino funga apa waresva kubvisa gwesho nekuti rudzindi rwemweya is an over simplication yegwesho. Kune ma forms edrag aka siyana siyana anoti parasitic drag inosanganisira form drag, skin friction ne interference drag kwoti lift-induced drag kwozoti wave drag. Nemaonero angu skin friction ndiyo iri padyo ne rudzindi rwemweya pa meaning and at the same panozoita confusion kana tikazoda kutsanangudza skin friction nechivanhu