Ruchinga sezita
Mataridziko
Ruchinga izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Tanzania neBurundi.
- Vanhu vane zita iri: Enock Ruchinga; Ramsey Ruchinga; Justin Ruchinga; Christian Ruchinga.
- Mazwi ari pedyo: jinga regomo, Jingamvura.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kiwanga inoti oluchinga (n. coast; shore; banks) kureva gombe rerwizi kana mabiriri.