Rhodesia

Kubva Wikipedia
  • Chinyorwa ichi ndeche pamusoro penyika yakange isingaremekedzwe Rhodesia. Kana muchitsvaga nyika dzakange dzichitongwa nemaBritish, tarisai zvinyorwa zveSouthern Rhodesia neNorthern Rhodesia.

Rhodesia (Rodhizha) yaizivikanwa sekuti Republic of Rhodesia yakange iri nyika isingaremekedzwe nechekuchamembe kweAfrica kubva muna1965 kusvika muna1979. Kukura kwayo kwakangoenzana nenyika yeZimbabwe neguta rayo rinonzi Salisbury (parizvino yave kunzi Harare).