Southern Rhodesia

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Colony of Southern Rhodesia iri nechekuchamembe kweAfrica yaive yakapambwa neBritain yaizvitonga pachayo kubva kuna1923 kusvika muna1980. Kukura kwayo kwakangoenzana nenyika yeZimbabwe neguta rayo rinonzi Salisbury (parizvino yave kunzi Harare).

Zvichitevera Unilateral Declaration of Independence mugore ra1965 yaive nematongerwo everuzhinji senyika isingaremekedzwe Rhodesia kusvikira muna1979. Mugore ra1979 vakaronga patsva Zimbabwe Rhodesia zvakatadza kuwana kuremekedzo kubva kumhiri kwama kungwa.