Kusunura

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKudzuna)

Kusunura kana kudzuna (to castrate, to neuter) zvinoreva kucheka machende emhuka hono kuti isakwanisa kubereka. Mombe nembwa dzinosunurwa kuti dzirege kubereka. Mombe kana ichinge yakusunurwa kana kuti kuchekwa inonzi dhonza, ngavi kana kuti jong'osi. Mhuka dzinosunurwa senzira yokusarudza handira dzine rudzi rwakanaka.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi eEnglish achada kuturikirwa anosanganisira: neutralize, neutral.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]