Nzunza
Jump to navigation
Jump to search
Nzunza (Serval cat in English) imhuka yemusango ine mavara anenge dindingwe asi iyo ine mumhu mudiki unoda kuenzana nembwa. Nzunza ine chiso chinofanana nekatsi nenzeve pfupi. Mhuka iyi ine makumbo makobvu.
Nzunza inodyiwa nyama kune mamwe matunhu.