Nzombe

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGwaimani)

Nzombe, gwaimani kana kuti dhonza imombe hono yakapingudzwa kuti ikwanise kushanda basa rekurima. Nzombe dzinoshandiswa pakurima negejo, kudhonza ngoro, nekupura zviyo.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]