Nyenje sezita

Kubva Wikipedia

Nyenje izita remhuri rinowanikwa muUganda, Zimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Ester Nyenje; Bothwell Nyenje; Asha Nyenje; Patrick Nyenje.
  • Nyenje, gusha kana gwisha (Corchorus olitorius) rudzi rwederere remusango.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Maconde vanoti nnyenje (prep. along). Maconde vanoti panyenje pakuwanda (n. beside, aside, apart).
  • Maconde vanoti nnyenje kana vanyenje pakuwanda (n. age-mate, friend) munhu wezera rimwe kana shamwari.