Nyatando sezita
Mataridziko
Nyatando izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rose Nyatando; Josephine Nyatando; Mark Nyatando.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nyatando (all herb, fruit cooked as derere: Abelmoschus esculentus) imhando yemuchero unobikwa sederere.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.