Svetuka kuchirochemo

Nyangulu sezita

Kubva Wikipedia

Nyangulu izita remhuri rinowanikwa muZambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mercy Nyangulu; Kwandu Nyangulu; Faith Nyangulu; Thandiwe Nyangulu.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbugwe inoti ngulu (n. force) kureva fosi kana simba.