Nyanga ye Afurika
|
|
Nyika
|
Masteti mana emuvusi
steti imwe yepachidi
|
Huwandu
hwe vanhu
|
140,683,144 (2020 est.)
|
Ruwa
|
1,882,757 km2
|
|
Nyanga ye Afurika; NyA (nge. Horn of Africa; HoA), inozivikanwawo se Peninzura ye Somaria, ipeninzura huru muMabvazuva eAfurika[1] Iri kudivi rekumukati-kwemabvazuva eAfurika, ndiyo peninzura ye china pakukura pasirese. Inoumbwa neItopiya, Eritiriya, Somariya, neJibhuti.[2] Iri pedyo nemuganhu wekumaodzanyemba kweBhahari Tsvuku uye inotambanudza mazana emakiromita kupinda muMuronga we Gwaridhafui (Guardafui Channel), Ghova re Adheni (Gulf of Aden), uye Gungwa re Indiya uye inogovera muganhu wegungwa nePeninzura ye Arabhia ye Madokero eEzhiya.[3]
- Gulf ne Peninsula zvinonzi chinyi wo muChishona? MuChiswahiri rinonzi Ghuba, Shoko rokuti Ghuba rinogona kunge rakafanana nerekuti Mukova (kureva port/inlet) saka izwi rokuti Ghova ndipo parabva.
- ↑ Robert Stock, Africa South of the Sahara, Second Edition: A Geographical Interpretation, (The Guilford Press; 2004), p. 26
- ↑ https://quickgs.com/list-of-largest-peninsulas-of-world/
- ↑ https://www.britannica.com/place/Horn-of-Africa