Gungwa reIndiya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Tarisai futi peji re Gungwa

Gungwa reIndiya pa mepu ye pasirose

Gungwa reIndiya (kana kuChingezi: Indian ocean) ndiro gungwa rechitatu pakukura kwemagungwa, uye igungwa rinotora 20% huwandu hwechiso cheRinopasi, uye rinopotererwa zviumbwe zvina.