Nyandoro
Mataridziko
Nyandoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Ndoro (shell-like white ornament, emblem, insignia, mark).
- Nyandoro (Owner of a sign or insignia).
- Vanhu vane zita iri: George Bodzo Nyandoro, Esrom Nyandoro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.