Nyakurerwa

Kubva Wikipedia

Nyakurerwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti kupala kana kupalila (to choose out, seek, select).
  • VaGiryama vanoti mwana wa kurerwa (Adopted child).
  • VaGiryama vanoti baba wa kum'rera (Adopting father).