Kumhan'ara
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuNyakumhan'ara)
Kumhan'ara (to bring charge against, report to authorities) kusvitsa mhaka kuvakuru kana kumaporisa.
- Chombe yakamhan'ara kumajoni kuti vanhu vaifamba husiku haina kuzivikanwa panguva iyoyo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti mangala (Bring a charge, institute proceedings in a court of law) vachireva kumhan'ara.
- MaZulu vanoti mangalelana (Sue one another at law.) vachireva kumhan'arirana.
- MaZulu vanoti ummangali (Plaintiff in a case) vachireva mumhan'ari kana nyakumhan'ara, ariye wacho akamhan'ara kuti atadzirwa.
- MaZulu vanoti ummangalelwa (Defendant in a case) vachireva nyakumhan'arirwa, uyu ndiye akamhan'arirwa kuti atadza.