Kumhan'ara

Kubva Wikipedia

Kumhan'ara (to bring charge against, report to authorities) kusvitsa mhaka kuvakuru kana kumaporisa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti mangala (Bring a charge, institute proceedings in a court of law) vachireva kumhan'ara.
  • MaZulu vanoti mangalelana (Sue one another at law.) vachireva kumhan'arirana.
  • MaZulu vanoti ummangali (Plaintiff in a case) vachireva mumhan'ari kana nyakumhan'ara, ariye wacho akamhan'ara kuti atadzirwa.
  • MaZulu vanoti ummangalelwa (Defendant in a case) vachireva nyakumhan'arirwa, uyu ndiye akamhan'arirwa kuti atadza.