Nyabando sezita

Kubva Wikipedia

Nyabando izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Stephen Nyabando; Lillian Nyabando; Munyaradzi Nyabando; Ruvimbo Nyabando.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti bando (n. lard; animal fat mixed with meat) kureva manda yenyama.