Njeru sezita
Mataridziko
Njeru izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Loyce Njeru; Isaac Njeru; Chenai Njeru; Karimi Njeru.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.