Njani sezita

Kubva Wikipedia

'Njani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Ayanda Njani; Agnes Njani; Njani Ndiritu; Linda Njani.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Takwane vanoti yanjani (adj. yellow).
  • Takwane vanoti yamattakuru (adj. green).