Ninga, Mbeva

Kubva Wikipedia

Ninga kana nhika imhando yembeva. Ninga inowanikwa kuchamhembe kweAfrica, munyika dzinoti:Angola, Congo, Kinshasa, neZambia. Mbeva iyi inogara mumatondo esavhana yakawoma mvura.