Nhoro

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Male greater kudu.jpg

Nhoro (Kudu in English and Afrikaans) imhuka iri mumhuri yemhofu inowanikwa muAfrica iine ruvara rwe brown nemitsetse michena inodzika nedumbu kubva kumusana. Nhoro ine muskwe mupfupi mukobvu nenyanga refu dzinomonana. Nyanga idzi dzinosishandidwa kugadzira hwamanda.

Nhoro imhuka huru inowanikwa mumasango eZimbabwe.