Nhenge sezita

Kubva Wikipedia

Nhenge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Tongai Nhenge; Viegas Nhenge; Spiwe Nhenge; Munashe Nhenge.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.