Svetuka kuchirochemo

Nhamba Nharadada

Kubva Wikipedia

Mazwi anoti Nhamba Nharadada (positive number) ari kushandiswa pano kuturikira nhamba yakakura kudarika zero. Mazwi aya anobva pakuti nhamba idzi hadzinetsi dzakarongeka sokuverenga kwemazuva ose - nhamba hombe dziri pamusoro penhamba ndiki. Shoko reEnglish rokuti positive rinotodzana nerinoti positioned apa kureva kurongeka kwakaringana kwezvinhu. Nhamba Nharadada inopangidzwa nechiratidzo + pamberi payo sezvizvi: +253. Asi mukutaura kwemazuva ose nhamba dzose dzisina chiratidzo chekupungudza - dzinoverengwa seNhamba Nharadada.

  • Nhamba iri pasi iri ndiki kuna zero inonzi Nhamba Hwaradada iri zita richitodzana nezwi rinoti hwaradada rinoreva pasina chinhu, pane demhe zvaro.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHerero vanoti tyiri kana tyirityiri (positively).