Ngoda

Kubva Wikipedia

Ngoda chicherwa chakakosha chino zivikanwa nezita rekuti diamond pachirungu. MuZimbabwe kune migodhi kuChiadzwa, Chimanimani, Beitbridge nekuZvishavane. Kune dzimwe nzvimbo dzakaita seku Bhinga dzinozivikanwa kunzi dzinowanikwa ngoda kunyangwe hazvo kusati kwavane mugodhi wacho.

Tsanangudzo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zita rekuti ngoda izita itsva rakabva pachiManyika; "kuda" zvinoreva kuyereswa pachiZezuru. Izvi zvakabva pakuti vanhu vaitya kududza nezita nepamusana kwezvaiitika kuChiadzwa vobva vati "kanhu kangoda" zvichireva "kanhu kanoyera" kangoda akazova ndiye ngoda. Ndiko kunamira kwakaita zita.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]