Svetuka kuchirochemo

Chimanimani

Kubva Wikipedia

Iguta rinooneka kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe. Vanhu vazhinji veko vanotaura neChiNdau. Uyezve kune makomo makurusa anoonekwa kudivi reZimbabwe neMozambique.

Nzvimbo yeChimanimani inonaya mvura zhinji uye ine ivhu rakapfuma.