Ndungu sezita

Kubva Wikipedia

Ndungu izita rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Ndungu; Paul Ndungu; Bobby Ndungu; Kingori Ndungu.
  • Mamwe mazita: Ndungu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.