Ndiro (midziyo)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Blanche Dishware.jpg

Ndiro (Dishes in English) inoreva midziyo inoshandiswa muKicheni inosanganisira mbiya, ndiro, poto, komichi, mugoti, mugwaku, sipunu zvichingodaro.

Ndipo paye panonzi "Wasuka ndiro here kuchirehwa midziyo yose yabikiswa neyadyirwa".

Tsumo[chinja | edit source]

  • Rukombesa ropa runorasa neriri mumbiya. If a person is overexcited to collect the blood he may even spill that (already) in the porringer.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veChewa vanoti mbiya (a pot; a jar; general name for all pots).
A silver porringer created by John Coney, c. 1710, Birmingham Museum of Art