Ndanga
Mataridziko
- Ndanga (Agreement, treaty).
- Ndanga, sezita
- Ndanga (Thoughts, purpose, intentions).
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Baila vanoti ku tanga (to make a covenant) vachireva kuita mhiko? Fananidzai nokuti ndanga.
- Mururimi rweYao vanoti malango (understanding, cleverness).
- Mururimi rweTaita vanoti ndanga (n. pip - a small hard seed in a fruit) kureva mhodzi hukutu yakadai seye mandimu.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
