Kutanga Ndanga

Kubva Wikipedia

Ndanga (Agreement, treaty) kureva chitenderano kana chibvimirano.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baila vanoti ku tanga (to make a covenant) kuita chitenderano? Mamwe mazwi: ku tangana (to make a covenant mutually) vachireva kuita chitenderano.
  • Baila vanoti mulongo (n. covenant; friendship) vachireva chitenderano kana hushamwari. Mamwe mazwi: Nda mu tanga mulongo (I make a covenant with him) kureva: Ndaita chitenderano naye.
  • VaGulu vanoti ku tanganila (to make an alliance; ally) kuita chitenderano.