Ndali sezita

Kubva Wikipedia

Ndali izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, Kenya Tanzania neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Msafiri Ndali; Elizabeth Ndali; Ndali Ndavhana; Ndali Shilunga, Esther Ndali.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nyakyusa vanoti pa-tali (far) kureva kuti kure. Mamwe mazwi pabu-tali (long) kureva kurefu. Ndali (long) kureva refu.
  • Bwile vanoti mutali (adj. long).