Svetuka kuchirochemo

N'wadhi ra Hagai

Kubva Wikipedia
<<<< Zefania >>>> Zakariya

N'wadhi ra Hagai kana Hagayi (Chihebheru: ספר חגי, kureva: Sefer Ḥaggay) in'wadhi remuBhaibheri rechiHebheru kana Tanakh, uye isvikiro yechigumi pakati peSvikiro Guminembiri Dzidoko. In'wadhi ripfupi ringori ne zvitsauko zviviri basi. Hhwaro dzemuruvambo dzakanyorwa neChihebheru chemuBhaibheri.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]