Svetuka kuchirochemo

N'wadhi ra Mika

Kubva Wikipedia
<<<< Jona >>>> Nahumi

N'wadhi ra Mika isvikiro yechitanhatu pakati pesvikiro guminembiri dzidoko dzemuBhaibheri rechiHebheru. N'wadhi ra Mika rinotaura nezvezvitaurwa zva Mika, zita rake richinzi Mikayahu (Chihebheru: מִיכָיָ֫הוּ), kureva "Ndiani akaita sa Yahweh?", aive svikiro yemuZanagore rechiSere BCE akabva kumusha we Moreshethi muYehudha (Zita reChihebheru re vhesi rinozarura: מיכה המרשתי).

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]