Mwera sezita
Mwera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Kenya, neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Edward Mwera; Eunice Mwera; Sarah Mwera; Yeukai Mwera.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.