Mwazha
Mataridziko
Mwazha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Paul Mwazha mutungamiri Chechi yekwa Mwazha.
- Mwazha, mwezha, mwanza (the track of animals in field e.g. rats, rabbits etc).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Baila vanoti mwanza (n. headache; ague) kureva kutema kwemusoro kana chirwere chinenge malaria chinopisa muviri - fivha.
- Nsenga vanoti mwazhya (v. waste, misuse).
- Bushong vanoti muasha (n. crack, flaw, crevice, space between two objects or lines; gape, yawn).
- Bushong inoti muantsha (n. An opening; leak, crack, crevice, loop, noose, space between objects or lines).