Mwaula sezita
Mwaula izita remhuri rinowanikwa muZambia neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Rose Mwaula; Dominic Mwaula; Vivian Mwaula; Anastacia Mwaula.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mbugwe inoti mwaula (n. necklace) kureva chuma chemuhuro.